Pular para o conteúdo
Publicidade

João 2

3 Waini yakati yapera, mai vaJesu vakati kwaari, "Havachina waini."

4 Jesu akapindura akati, "Nhai mai, munondipinzireiko mune izvi? Nguva yangu haisati yakwana."

5 Mai vake vakati kuvaranda, "Itai zvose zvaanokuudzai."

Veja também