Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 20

14 Ipapo akatendeuka akatarira shure akaona Jesu amirepo, asi haana kuziva kuti akanga ari Jesu.

15 Akati, "Mai, munochemeiko? Munotsvaka aniko?"

Maria achifunga kuti aiva muchengeti webindu, akati, "Ishe, kana mamutora, ndiudzei henyu kwamamuisa ndigomutora."

16 Jesu akati kwaari, "Maria."

Akatendeukira kwaari akadanidzira nechiHebheru achiti, "Rabhi!" (kureva kuti Mudzidzisi).

Veja também