16 Jesu akati kwaari, "Maria."
Akatendeukira kwaari akadanidzira nechiHebheru achiti, "Rabhi!" (kureva kuti Mudzidzisi).
18 Maria Magadharena akaenda kuvadzidzi akandovaudza kuti, "Ndaona Ishe!" Uye akavaudza kuti Jesu akanga areva zvinhu izvi kwaari.