Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 20

16 Jesu akati kwaari, "Maria."

Akatendeukira kwaari akadanidzira nechiHebheru achiti, "Rabhi!" (kureva kuti Mudzidzisi).

17 Jesu akati kwaari, "Usandibata, nokuti handisati ndadzokera kuna Baba. Asi enda kuhama dzangu undovaudza kuti, Ndiri kudzokera kuna Baba vangu naBaba venyu, kuna Mwari wangu, naMwari wenyu.’ "

18 Maria Magadharena akaenda kuvadzidzi akandovaudza kuti, "Ndaona Ishe!" Uye akavaudza kuti Jesu akanga areva zvinhu izvi kwaari.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também