Publicidade

João 20

27 Ipapo akati kuna Tomasi, "Isa munwe wako pano; ona maoko angu. Tambanudza ruoko rwako uise parutivi rwangu. Rega kukahadzika uye utende."

28 Tomasi akati kwaari, "Ishe wangu naMwari wangu!"

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-