3 Saka Petro nomumwe mudzidzi vakabuda vakaenda kuguva. 4 Vose vari vaviri vaimhanya, asi mumwe mudzidzi akamhanya kukunda Petro akatanga kusvika paguva.