Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 21

Jesu Anosimbisa Petro

15 Vakati vapedza kudya, Jesu akati kuna Simoni Petro, "Simoni mwanakomana waJohani, unondida zvechokwadi kupfuura ava here?"

Akati, "Hongu, Ishe, munozviziva kuti ndinokudai."

Jesu akati, "Fudza makwayana angu."

19 Jesu akataura izvi achiratidza mafiro aizoita Petro achikudza Mwari. Ipapo akati kwaari, "Nditevere!"

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também