Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 3

28 Imi pachenyu mungandipupurira kuti ndakati, Ini handisini Kristu, asi ndakatumwa mberi kwake.29 Mwenga ndowechikomba. Shamwari inoshandira chikomba inomira ichimunzwa uye inozara nomufaro painonzwa inzwi rechikomba. Mufaro uyo ndowangu, uye iye zvino wakwana. 30 Anofanira kuva mukuru; ini ndinofanira kudukupiswa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também