Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 3

5 Jesu akapindura akati, "Ndinokuudza chokwadi, hakuna munhu angapinda muumambo hwaMwari kana asina kuberekwa nemvura uye noMweya. 6 Nyama inobereka nyama, asi Mweya anobereka Mweya. 7 Haufaniri kushamiswa nezvandareva ndichiti, Unofanira kuberekwa patsva.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também