Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 4

23 Asi nguva inouya uye yatouya zvino apo vanamati vechokwadi vachanamata Baba mumweya nomuzvokwadi, nokuti ndivo vanamati vanotsvakwa naBaba kuti vamunamate. 24 Mwari mweya, uye vanomunamata vanofanira kumunamata mumweya nomuzvokwadi."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também