Publicidade

João 6

27 Musashandira zvokudya zvinopera, asi shandirai zvokudya zvinogara kuupenyu husingaperi zvamuchapiwa noMwanakomana woMunhu. Mwari Baba vakaisa chisimbiso chavo paari."

28 Ipapo vakamubvunza vakati, "Tinofanira kuita seiko kuti tiite mabasa anodikanwa naMwari?"

29 Jesu akapindura akati, "Basa raMwari nderiri: kuti mutende kuna iye waakatuma."

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-28_14-13-17-