Pular para o conteúdo
Publicidade

João 6

44 Hakuna munhu angauya kwandiri kunze kwokunge Baba vakandituma vamukweva, uye ndichamumutsa pazuva rokupedzisira. 45 Muvaprofita makanyorwa muchinzi: Vose vachadzidziswa naMwari.Ani naani anoteerera kuna Baba uye anodzidza kubva kwavari anouya kwandiri. 46 Hakuna munhu akaona Baba kunze kwouyo anobva kuna Mwari; ndiye chete akaona Baba. 47 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, uyo anotenda ndiye ano upenyu husingaperi.

Veja também