Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 6

48 Ndini chingwa choupenyu. 49 Madzitateguru enyu akadya mana mugwenga, asi vakafa. 50 Asi hechino chingwa chinobva kudenga, chinoti kana munhu akadya haangafi. 51 Ndini chingwa chipenyu chakaburuka kubva kudenga. Kana munhu upi zvake akadya chingwa ichi, achararama nokusingaperi. Chingwa ichi inyama yangu, yandichapa nokuda kwoupenyu hwenyika."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também