Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 6

53 Jesu akati kwavari, "Ndinokuudzai chokwadi kuti, kana musingadyi nyama yoMwanakomana woMunhu nokunwa ropa rake, hamuna upenyu mamuri. 54 Ani naani anodya nyama yangu nokunwa ropa rangu anogara mandiri, uye ini maari.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também