Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 6

66 Kubva panguva iyi vadzidzi vake vazhinji vakadzokera shure uye vakasazomutevera.

67 Jesu akabvunza vane gumi navaviri akati, "Nemiwo hamusi kuda kuenda here?"

68 Simoni akati, "Ishe, tichaenda kuna aniko? Imi mune mashoko oupenyu husingaperi. 69 Tinotenda uye tinoziva kuti ndimi Mutsvene waMwari."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também