8 Mumwe wavadzidzi vake, Andirea, mununʼuna waPetro, akati, 9 "Houno mukomana ane zvingwa zviduku zvebhari nehove mbiri, asi zvingasvikepiko pakati pavanhu vakawanda zvakadai?"