Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 7

3 vanunʼuna vaJesu vakati kwaari, "Munofanira kubva pano muende kuJudhea, kuitira kuti vadzidzi venyu vagoona zvishamiso zvamunoita. 4 Hakuna munhu anoda kuva nomukurumbira anoita zvinhu zvake muchivande. Sezvo muchiita zvinhu izvi, chizviratidzai imi kunyika." 5 Nokuti kunyange vanunʼuna vake chaivo vakanga vasingatendi kwaari.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também