7 Vakati varamba vachimubvunza, akatwasuka akati kwavari, "Kana pane asina chivi pakati penyu, ngaave iye wokutanga kupotsera dombo kwaari."
9 Vakati vanzwa izvi, vose vakatanga kubva vachiita mumwe mumwe, kutanga vakuru, kusvikira Jesu asara oga, uye mukadzi achakangomirapo.