Pular para o conteúdo
Publicidade

Joshua 24

16 Ipapo vanhu vakapindura vachiti, "Ngazvive kure nesu kuti tisiye Jehovha kuti tishumire vamwe vamwari! 17 Jehovha Mwari wedu pachake, ndiye akatibudisa isu namadzibaba edu kubva muIjipiti, nyika youranda, uye akaita zviratidzo zvikuru zvatakaona. Akatidzivirira parwendo rwedu rwose rwatakafamba pakati pendudzi dzose dzatakapfuura nokwadziri.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também