Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 1

16 Achadzorera vanhu vazhinji vaIsraeri kuna She Mwari wavo. 17 Uye achafamba pamberi paShe, mumweya nomusimba raEria, kuti adzorere mwoyo yamadzibaba kuvana vavo uye kuti vasingateereri vadzokere kuuchenjeri hwavakarurama, kuti agadzirire vanhu vakagadzirirwa kugamuchira Ishe."

Veja também