Publicidade

Lucas 1

63 Akavakumbira pokunyorera, akanyora kuti "Zita rake ndiJohani" uye vose vakashamiswa nazvo. 64 Pakarepo muromo wake wakazarurwa uye rurimi rwake rukasunungurwa, akatanga kutaura, achirumbidza Mwari.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-22_10-02-25-