Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 12

29 Musaisa mwoyo yenyu pane zvamuchadya kana kunwa; musafunganya pamusoro pazvo. 30 Nokuti vedzimwe ndudzi vanomhanyira zvinhu zvose zvakadaro, uye Baba venyu vanoziva kuti munoshayiwa izvozvo. 31 Asi tsvakai umambo hwavo, uye zvinhu zvose izvi zvichapiwawo kwamuri.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também