Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 14

Jesu pamusha womuFarisi

1 Mumwe musi weSabata, Jesu akanga achicherechedzwa kwazvo paakanga aenda kundodya mumba momumwe muFarisi akanga achikudzwa kwazvo. 2 Pamberi pake ipapo pakanga pane munhu akanga ane chirwere chorukandwe. 3 Jesu akabvunza vaFarisi navadudziri vomurayiro achiti, "Zvinotenderwa here nomurayiro kuporesa nomusi weSabata, kana kuti kwete?" 4 Asi vakaramba vanyerere. Naizvozvo akabata ruoko rwomunhu uya, akamuporesa ndokubva amuti aende.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também