13 Pakarepo hondo huru yokudenga yakaonekwa pamwe chete nomutumwa vachirumbidza Mwari vachiti:
14 "Mwari ngaarumbidzwe kumusoro-soro,
uye rugare panyika nokuvanhu vaanofarira."

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.