Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 2

48 Vabereki vake vakati vamuwana, vakashamiswa kwazvo. Mai vake vakati kwaari, "Mwana, waitireiko zvakadai kwatiri? Baba vako neni tanga tichikutsvaka kwazvo."

49 Iye akati, "Manga muchinditsvakireiko? Manga musingazivi here kuti ndaifanira kunge ndiri mumba mababa vangu?" 50 Asi havana kunzwisisa zvaaireva kwavari.

51 Ipapo akaburuka navo kuNazareta uye akavateerera. Asi mai vake vakachengeta zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também