Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 22

19 Uye akatora chingwa, akavonga akachimedura, uye akavapa, achiti, "Uyu ndiwo muviri wangu wakapiwa kwamuri; itai izvi muchindirangarira."

20 Saizvozvo, vakati vapedza chirariro akatora mukombe, akati, "Mukombe uyu ndiyo sungano itsva muropa rangu, rinodururirwa imi.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também