Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 22

3 Ipapo Satani akapinda muna Judhasi, ainzi Iskarioti, mumwe wavane gumi navaviri. 4 Uye Judhasi akaenda kuvaprista vakuru navakuru vavarindi vetemberi akandorangana navo kuti angapandukira Jesu sei. 5 Vakafara uye vakatenderana kuti vaizomupa mari. 6 Akatenda, akatsvaka mukana wokuti aise Jesu kwavari pasina vanhu vazhinji.

Veja também