Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 22

Kusungwa kwaJesu

47 Achiri kutaura, vanhu vazhinji vakasvika, uye uya ainzi Judhasi, mumwe wavane Gumi naVaviri, akanga achivatungamirira. Akaswedera kuna Jesu kuti amutsvode, 48 asi Jesu akamubvunza akati, "Judhasi, uri kupandukira Mwanakomana woMunhu nokutsvoda here?"

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também