61 Ishe akatendeuka akatarisa akanyatsonanga Petro. Ipapo Petro akarangarira shoko rakanga rataurwa kwaari naShe rokuti, "Nhasi jongwe risati rarira, uchandiramba katatu." 62 Ipapo akabuda kunze akandochema zvikuru.
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.