24 Saka Pirato akatonga kuti zvavakakumbira zviitwe. 25 Akasunungura murume akanga aiswa mujeri nokuda kwebope uye nokuuraya, uyo wavakanga vakumbira, ndokubva avapa Jesu kuti vaite zvavanoda naye.
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.