Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 23

40 Asi imwe mbavha yakamutsiura ikati, "Hautyi Mwari here iwe, sezvo uri pakutongwa kumwe cheteko? 41 Isu tiri kutongwa zvakarurama, nokuti tiri kupiwa zvakafanira mabasa edu. Asi munhu uyu haana chakaipa chaakaita."

42 Ipapo akati, "Jesu, mundirangarirewo pamunenge masvika muumambo hwenyu."

43 Jesu akamupindura akati, "Zvirokwazvo ndinoti kwauri, nhasi uchava neni muparadhiso."

Veja também