Kukwidzwa kwaJesu kudenga
50 Akati avatungamirira kunze kweguta pedyo neBhetania, akatambanudza maoko ake akavaropafadza. 51 Achiri kuvaropafadza, akabva pavari akatorwa akakwidzwa kudenga.

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.