Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 3

Kubhabhatidzwa kwaJesu uye Rudzi Rwake

21 Vanhu vose vakati vachiri kubhabhatidzwa, Jesu akabhabhatidzwawo. Uye akati achinyengetera, denga rakazaruka, 22 Mweya Mutsvene akauya pamusoro pake nomufananidzo wenjiva. Uye inzwi rakabva kudenga richiti, "Ndiwe mwanakomana wangu, wandinoda; ndiwe wandinofarira kwazvo."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também