Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 4

3 Satani akati kwaari, "Kana iwe uri mwanakomana waMwari, rayira dombo iri kuti rive chingwa."

4 Jesu akapindura akati, "Kwakanyorwa kuchinzi, Munhu haararami nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobuda mumuromo maMwari.’ "

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também