Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 5

Jesu Anonatsa Munhu Akanga Ana Maperembudzi

12 Jesu paakanga achiri mune rimwe ramaguta, mumwe murume akanga azere namaperembudzi akauya. Akati achiona Jesu, akawira pasi nechiso chake akamukumbira zvikuru achiti, "Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa."

13 Jesu akatambanudza ruoko rwake akabata murume uyu akati, "Ndinoda, chinatswa!" Pakarepo maperembudzi akabva paari.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também