Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 5

Vanobvunza Jesu pamusoro poKutsanya

33 Ivo vakati kwaari, "Vadzidzi vaJohani vanotsanya kazhinji uye vachinyengetera, uye vadzidzi vavaFarisi vanodarowo, asi venyu vanoramba vachidya nokunwa."

34 Jesu akavapindura akati, "Mungaite here kuti shamwari dzechikomba dzitsanye iye achinavo? 35 Asi nguva ichauya apo chikomba chichabviswa kwavari; mumazuva iwayo vachatsanya."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também