Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 6

Muti nomuchero wawo

43 "Hakuna muti wakanaka unobereka muchero wakaipa, uye muti wakaipa haungabereki muchero wakanaka. 44 Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havangatanhi maonde kubva mumakwenzi eminzwa, kana kutanha mazambiringa kubva parukato. 45 Munhu akanaka anobudisa zvinhu zvakanaka zvakachengetwa mumwoyo make.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também