Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 7

33 Nokuti Johani Mubhabhatidzi akauya asingadyi chingwa uye asinganwi waini, imi mukati, Ane dhimoni.34 Mwanakomana woMunhu akauya achidya uye achinwa, imi mukati, Houno munhu wamadyo uye chidhakwa, shamwari yavateresi na"vatadzi".

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também