Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 8

41 Ipapo murume ainzi Jairosi, mubati wesinagoge, akauya akawira patsoka dzaJesu, akamukumbirisa kuti auye kumba kwake 42 nokuti mwanasikana wake akanga achingova mumwe oga, musikana aiva namakore anenge gumi namaviri, akanga ava kufa.

Jesu akati achiendako, vanhu vazhinji vakange vachamutsikirira.

Veja também