Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 9

Jesu Anotuma Vane Gumi naVaviri

1 Jesu akati aunganidza vane Gumi naVaviri vake pamwe chete, akavapa simba nechikuriri kuti vadzinge madhimoni uye vaporese vakanga vane zvirwere, 2 akavatuma kuti vandoparidza umambo hwaMwari uye vandoporesa vairwara.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também