Publicidade

Lucas 9

61 Mumwezve akati, "Ndichakuteverai, Ishe; asi kutanga regai ndimbondoonekana nemhuri yangu."

62 Jesu akapindura akati, "Hakuna munhu anoti kana akaisa ruoko rwake pagejo akacheuka angafanirwa nokushumira muumambo hwaMwari."

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-