Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 1

16 Jesu paakanga achifamba pamahombekombe eGungwa reGarirea, akaona Simoni nomununʼuna wake Andirea vachikanda usvasvi mugungwa, nokuti vakanga vari vabati vehove. 17 Jesu akati, "Uyai munditevere, uye ndichakuitai vabati vavanhu." 18 Pakarepo vakasiya usvasvi hwavo vakamutevera.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também