Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 1

23 Pakarepo mumwe murume akanga ari musinagoge ravo akanga akabatwa nomweya wakaipa akadanidzira achiti, 24 "Munodeiko kwatiri, imi Jesu weNazareta? Mauya kuzotiparadza here? Ndinoziva kuti ndimi ani, imi Mutsvene waMwari!"

25 Jesu akarayira akati, "Nyarara! Buda maari!" 26 Mweya wakaipa wakamuzunza-zunza ndokubva wabuda maari nenzwi guru.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também