Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 1

Murume Akanga Ana Maperembudzi

40 Mumwe murume akanga ana maperembudzi akauya kwaari akapfugama, akamukumbira zvikuru achiti, "Kana muchida, munogona kundinatsa."

41 Jesu akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake akabata murume uya. Akati, "Ndinoda. Chinatswa!" 42 Pakarepo maperembudzi akabva paari uye akaporeswa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também