Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 10

Jesu naVana Vaduku

13 Vanhu vakanga vachiuya navana vaduku kuna Jesu kuti avabate, asi vadzidzi vakavatsiura. 14 Jesu paakazviona, akatsamwa. Akati kwavari, "Regai vana vaduku vauye kwandiri, uye musavadzivisa, nokuti umambo hwaMwari ndohwavakadai.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também