Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 10

43 Hazvina kudaro pakati penyu. Pachinzvimbo chaizvozvo, ani naani anoda kuva mukuru pakati penyu anofanira kuva muranda wenyu, 44 uye ani naani anoda kuva wokutanga anofanira kuva nhapwa yavose. 45 Nokuti kunyange Mwanakomana woMunhu haana kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira uye nokupa upenyu hwake kuti huve rudzikinuro rwavazhinji."

Veja também