Publicidade

Marcos 10

6 Asi kubvira kumavambo okusikwa kwezvinhu, Mwari ‘akavaita murume nomukadzi.’ 7 Nokuda kwaizvozvi, murume achasiya baba vake namai vake uye agonamatira kumukadzi wake, 8 uye vaviri ava vachava nyama imwe. Saka havachisiri vaviri, asi nyama imwe. 9 Naizvozvo izvo zvabatanidzwa naMwari, munhu ngaarege kuzviparadzanisa."

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-22_10-02-25-