Pular para o conteúdo
Publicidade

Marcos 11

Jesu Anonatsa Temberi

12 Fume mangwana pavakanga vobva kuBhetani, Jesu akanzwa nzara. 13 Akaona muonde uri kure una mashizha, akaenda kundoona kana wakanga une muchero. Akati asvika pauri, haana chaakawana asi mashizha bedzi, nokuti yakanga isiri nguva yamaonde. 14 Ipapo akati kumuti, "Ngakurege kuva nomunhu anodya muchero paurizve." Vadzidzi vake vakamunzwa achidaro.

Veja também