Pular para o conteúdo
Publicidade

Mako 11

25 Uye paunomira uchinyengetera, kana mumwe munhu akakutadzira, muregerere, kuitira kuti Baba vako vari kudenga vagokuregerera zvivi zvako. 26 Asi kana usingaregereri, Baba vako vari kudenga havazoregereri zvivi zvako."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também