Publicidade

Marcos 13

24 "Asi mumazuva iwayo, shure kwokutambudzika ikoko,

" ‘zuva richasvibiswa,

uye mwedzi hauchazovhenekeri;

25 nyeredzi dzichawa kudenga,

uye masimba okudenga achadengenyeka.’

26 "Panguva iyoyo vanhu vachaona Mwanakomana woMunhu achiuya ari mumakore nesimba guru uye nokubwinya. 27 Uye achatuma vatumwa vake, vagounganidza vasanangurwa kubva kumhepo ina, kubva kumagumo enyika kusvikira kumigumo yamatenga.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-22_10-02-25-